Shona Definition
Badza mudziyo wokurimisa unogadzirwa nesimbi yakapfekerwa mumupinyi unoshandiswa pakusakura. Badza igejo rekurimisa nemombe kana mbongoro dzakasungwa. Badza imari inoripwa padare nanyakumhan'ara kuti mhosva yake itongwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku kura kubvisa zvimerwa zvakaita sebundo netumiti tudiki muruvanze uchisevenzesa badza, uchiita souri kupara pamusoro pevhu nokuti tuzvimerwa twacho tunenge turi tudiki.”
from -kura“Ichi chiratidzapedo chinoshaniswa mumipanda 5 ne Badza rimwe chete irori rawandipa ndiro raungabva wandikonorera kudaro here, nhai vasikana?”
from irori“Ku guka kubva kunoita demo kana badza pamupinyi waro.”
from -guka“Ku ngura kusasimba kunoita demo kana badza mumupinyi, kana kuti zvinoita bhaudhi risisina kubata zvakanaka.”
from -ngura“Muromo wegejo kana badza ndiwo unotanga kupinda muvhu kana richirima.”
from muromo“Kana munhu ari nyope badza unenge utori mutupo kwaari.”
from mutupo