DuraMazwi
Browse Words
Words

badu

Shona Definition

Kuti badu kutsemuka kunoita zvakaita nyimo, nzungu kana chimwe chinhu chinoita mapande. Kuti badu kurovera nekumondoka kana kubva pendi kunoita chinhu chakaita sendiro kana poto chikadonhera pasi. Kuti badu kurova munhu nembama sezvakaita padama.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.