DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Manhenda waidya pfuma yomukuwasha wechirungu.

Shona Definition

Vakuwasha vamazuva ano echirungu havavimbwi navo, nokuti vazara nokunyengedza. lyi tsumo inodzidzisa kuti munhu ngaarege kuvimba nechinhu chisina chokwadi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.