DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Manokoro haasiri madiro

Shona Definition

Chenjera kuti uregere kugara uchingoburitsa zvinhu zvaunenge wamboviga zvakaita sezviyo nemari uchizvisevenzesa pazvinhu zvisina maturo. Ziva kuti kana zvinhu zvaunenge watora hazvidzokeri. Nguva dzose kutora inyore asi kuvigisa kunorema.

English Translation

Scooping things out by the handful is not the same as putting them in. Grain and money are far easier to take out than to build up, and what is taken does not come back.

Cultural Context

“Used as a warning to someone who keeps dipping into their savings or stores and spending beyond their means.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.