Browse Tsumo
Shona Definition
Usatarisira kuti uchangobatsirwa navamwe vanhu. Ndiwe pachako unofanira kuzvisevenzera namaoko ako. Maoko ndidzo hama dzaani naani. Hapana munhu ane maoko angatadza kuzviyamura kuti ararame.
English Translation
Do not sit waiting for others to carry you; your own two hands are the kin that never fail you. Exhaust what you can do for yourself before you ask anyone else for help.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.