Browse Tsumo
Shona Definition
Kumunhu ane nharo kana kuti kunyima, vanhu vanomutaridza kunge vanomuda asi ivo vachida kufumura tsika dzake. Vakaona kuti anosembura vamwe vanomutaridza zviito zvinenge sezvakanaka asi zviri zvokumutsiudza muchibhende.
English Translation
Walking someone out after refusing them is kindness of the gossiping sort. The courtesy shown to a stingy or stubborn person is only a pretence — under the friendly surface lies the wish to expose or needle them.
Cultural Context
“Said when people put on a show of goodwill towards someone mean or obstinate in order to shame them indirectly.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Igonyodzo / kudya chegadzinganiEating food that belongs to a tight-fisted woman brings resentment out into the open.