DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Isimba rehwiba / kuvaka mhatso yaisingagari

Shona Definition

Hazvibatsiri kuti munhu azvipedzere nguva achiedza kuita chinhu chaanoona kuti haachikwanisi. Zvakare kungava kutadza kufunga kana munhu achida kurwa nomunhu waanoziva kuti anomukurira.

English Translation

The ant-bear spends its strength for nothing, digging out a home it will never live in. Pouring effort into what you plainly cannot manage is wasted labour.

Cultural Context

“Applied to someone attempting the impossible, such as picking a fight with a person clearly stronger or older than himself.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.