Browse Tsumo
Shona Definition
Munhu mupenyu wose kusanganisa navakafa vanodyiwa nevhu. Vakuru vanotaura tsumo iyi muruzivo rwavo rwokuti vanhu vakafa vakawandisa zvakare vapenyu vose vachafawo.
English Translation
The soil is never full: it swallows the dead and will in time swallow the living too.
Cultural Context
“Spoken by elders reflecting on how many have already died and that everyone alive will follow.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Pasi hapaguti / panodya zvikombaThe earth is never full: it devours even the great and prominent. No one's standing spares them from the grave.