Browse Tsumo
Shona Definition
Kuna vamwe vanhu vanongoita nyasire vachinyima vamwe zvinhu zvavasingagoni kusevenzesa ivo pachavo. Kana munhu asina meno achiramba nemhandire achiziva zvake kuti iye haagone kudzitsenga anenge ane shanje ine shungu mukati.
English Translation
Some people are so grudging that they withhold from others even what they themselves are incapable of using. A man with no teeth who still will not part with hard maize he cannot chew is acting out of sheer spite.
Cultural Context
“Said of someone who hoards or denies others something that is of no possible use to him.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.