Used in other entries
“Chitsveru mutambo wekuti, kana vana voonekana, vanobata kana kudenha vamwe neruoko, zvekuti kana vanenge vatsvarwa vakasadzorera, vanoenda nechibodzwa.”
from chitsveru“Mai vakafumoti kwashu kuenda kumunda, zvekuti pakazosvika sekuru vainge vatoenda.”
from kwashu“Ku komba kuoma nekuibvisa kunoita zvekudya zvakaita semapudzi, zvekuti hazvizonaki.”
from -komba“Kuti kono kupa munhu chinhu uchiratidza kuti hauna chido chekumupa, asi uri kungomupawo zvekuti hapana zvaungaiti.”
from kono“Konzi chipundu chinorwadza chichipisa zvekuti dhu, chinoita pachigunwe chidiki, chinowanzokonzerwa nekupfeka bhutsu dzinobata.”
from konzi“Ku kubuka kurara hope zvekuti rororo chaizvo.”
from -kubuka