Used in other entries
“Fatye zihari kana kuti zigubhu zihombehombe rokuibvisa waini, rakakagadzirwa nemapuranga kana kuti rakarukirirwa nemakavi.”
from fatye“Misa muteuro wekuyeuka kufa kwaJesu nekumuka kwake, apo vanhu vanonwa waini nekudya chingwa muchirairo.”
from misa“Jairosi aimwa waini achisanganisa nemvura, isu vamwe tikashama.”
from -shama“Girepi muchero unoshandiswa kugadzira waini, unoberekwa nemuti unotanda.”
from girepi