DuraMazwi
Browse Words
Words

verevere

Shona Definition

Kuti verevere kupinda kunoita chinhu chakareba panhu. Nyoka yati varevere ichipinda mumwena. Kuti verevere kusvika kana kubva panzvimbo muchihwande. Kuti verevere kufamba zvakapfava muchiitira kuti vanhu vasakuonai.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.