Used in other entries
“Chitupa igwaro rinopiwa munhu kuratidza kuti ndiani, rimwe nerimwe riine nhamba yaro rega, uyezve rakanyorwa zvimwewo zvakakosha kuziva maererano nomuridzi waro.”
from chitupa“Kuti nekeshe kuneta kungaite munhu ashanda zvikuru uyezve achinzwa nzara.”
from nekeshe“Chipudzi rudzi rwederere rinoreba, rinodzvarwa rozodyiwa vana varo vari vanyoro kana kuti vaoma, uyezve riine mashizha matete anodyiwawo nevamwe.”
from chipudzi“Dzwitswitswi kapuka kanenge mudune kana mutswiri kanosvetuka parefu, uyezve kanodya tumwe tupuka.”
from dzwitswitswi“uyezve .”
from ende“Kuti nekeshe kuneta kungaite munhu ashanda zvikuru uyezve achinzwa nzara.”
from nekeshe