DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

nekeshe

Shona Definition

Kuti nekeshe kuneta kungaite munhu ashanda zvikuru uyezve achinzwa nzara.

English Translation

Describes the tiredness a person may feel after working hard and being hungry as well.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.