Used in other entries
“Gosha munhu ane unyanzvi pakuita chimwe chinhu, uye aine kakuzvida pakuita chinhu ichocho.”
from gosha“Dovo mucheka unenge wakasakara uye une tsvina zvikuru.”
from dovo“Ichi chirwere chehuku chinouraya nenguva diki, uye chinopararira nokukasira.”
from chizeyezeye“Urwu rudzi rweshiri diki, ine huma tsvuku, inovaka dendere rayo pamapazi akaoma, uye inowanzorira kana zuva richibanda.”
from chizuvaguru“Ku dhadhaira kuzviregeredza mumaitiro uchizvida, uye kunonoka kuita zvinhu kana kutorega.”
from -dhadhaira“Chipopi rudzi rwembwa ine makumbo mapfupi uye nekamuviri kadiki.”
from chipopi