Used in other entries
“Danga uwandu hwemombe dzomunhu mumwe chete.”
from danga“Dekeshe uwandu hwezvinhu, mhuka kana vanhu husingaverengeki.”
from dekeshe“Ichi chivakiso chinoshandiswa muchiito, kuratidza zvinhu zvingangoda kuitika kana kuti uwandu hungangoda kuita zvinhu.”
from -karo-“Kana chinhu chaka kwana chinenge chine uwandu hunodikanwa kana kutarisirwa.”
from -kwana“Iyi imari ine uwandu hwakafanana nemashereni maviri nesusupenzi, kana kuti masendi makumi maviri nemashanu.”
from hafukoroni“Mwedzi waKukadzi ndiwo wega une mazuva ane uwandu hunochinja, kubva kumakumi maviri nemasere kuita makumi maviri nepfumbamwe, makore mana ega ega.”
from mwedzi