Used in other entries
“Uyu musikana mudiki ari kuyaruka, ane utano hwakanaka.”
from chijikitikwa“bhasikoro Njinga munhu akasimba uye ane utano hwakanaka.”
from njinga“Ku rwadza kudzimbikana kwemuviri, nokuda kwekuti munhu anenge asinganzwi zvakanaka utano hwake.”
from -rwadza“Svodzwa munhu akaonjoroka, asina utano kwahwo.”
from svodzwa“Munhu kana mhuka ine simba inenge ine utano hwakanaka hunoita kuti ikwanise kuita zvakasiyana-siyana.”
from simba“Chiuya munhu anenge aine utano nechimiro chinoyemurwa navanhu kazhinji ari musikana.”
from chiuya