Kana kunze kwakati kwindi kunenge kune makore makobvu, kuchinge kune rima. Kana munhu akati kwindi anenge aine uso husingaratidzi kufara, uye asingataudzani nevamwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.