DuraMazwi
Browse Words
Words

unzanzanza

Shona Definition

Uku kutaura kusina urongwa, komunhu anenge achiziva kuti akanganisa. Uku kuwanda kwezvinhu panzvimbo imwe chete. MuHarare munonetsa kutsvaga panogara munhu, nepamusana peunzanzanza hwedzimba.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.