DuraMazwi
Browse Words
Words

unzenza

Shona Definition

Unzenza kuita zvinhu zvisina mwero, zvisingatarisirwi. Ndivanaani vari kuita zveunzenza, zvekungonyinura zvisina basa kuseri kwemba uko? Unzenza kurara nevanhu vakawanda-wanda kunoitwa nemunhurume kana munhukadzi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries