DuraMazwi
Browse Words
Words

-unguza

Shona Definition

Ku unguza kuita kuti munhu anzwe kuneta kana kuita seakadhakwa. Ku unguza kukangaidza vamwe uchiita ruzha rukuru. Maridziro anoita mwana uyu redhiyo iri pamusorosoro anounguza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.