DuraMazwi
Browse Words
Words

-tusva

Shona Definition

Kana munhu achi tusva mumwe, anenge achimukurudzira kuti arwe kana kuti anetsane nemumwewo munhu. Usatusva mwana kuti arove vamwe. -tunzva .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.