Kana zvinhu zviri pamoto zvichi tutuma , zvinenge zvichipupuma furo kana kufashaira zvichibuda kunze. Kana mwana achi tutuma anenge achikura chaizvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.