DuraMazwi
Browse Words
Words

turu turu

Shona Definition

Kuti turu turu kungofamba kana kumhanya zvisina njere, uchiratidza kuti hauzivi kwauri kuda kuenda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.