Shona Definition
Tsumo chirevo chinotaura zvakadzama nemanzwi mashoma, chichitaridza zvinowanzoitika muupenyu. Tsumo yokuti, dzingidzi gonyera pamwe maruva enyika haaperi, inofanira kusakangamwiwa. shumo
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Detembo mazwi akanyorwa kana anotaurwa anobudisa dingindira ranyanduri, achishandisa mutauro wakapfuma unosanganisa, tsumo, madimikira, mizvambarara, minzvengure nezvimwewo.”
from detembo“tsumo”
from shumo“Apa vanokurudzira kamwana aka kuti karegere kutya vachitaura tsumo iyi.”
from Njodzi hadziiti mbiri“Anotaura tsumo iyi kukurudzira musikana kuti asiyane nomukomana wake achida iye.”
from Mukadzi imbende / inokwaturwa pamuti“Vakuru vanotaura tsumo iyi muruzivo rwavo rwokuti vanhu vakafa vakawandisa zvakare vapenyu vose vachafawo.”
from Ivhu hariguti“Tsumo yechipiri inotsinhira kuti mimba yousikana chinhu chinoitika kamwe chete paupenyu hwavakadzi vose.”
from Ziitakamwe / mimba yousikana