Browse Words
Shona Definition
Ku tsonyekedza kubvanyangura zvinhu kana kuita kuti zvinhu zvisave nourongwa. - bvorongonya, -bvonyongodza . Ku tsonyekedza kupa mumwe munhu chinhu asi mwoyo wako usingadi. -konora, -ndikinyidza, -konyorera .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.