Used in other entries
“Kapu kamudziyo kadiki kano mubato, kanoshandiswa kunwira tii, kana mvura, kana zvimwewo zvinwiwa.”
from kapu“Manhuchu chibage chinotswiwa, chozobikwa, chomonwa nedovi, chinodyiwa sesadza kana kunwiswa tii.”
from manhuchu“Tii hobvu ndeinenge yakawanzwa masamba nomukaka wacho.”
from hobvu“Mazuva ese tapedza kudya sadza remanheru, amai vangu vanototi vabike tii yemuseredzero.”
from museredzero“Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi tii , iri pakati pa esi na u-u mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.”
from t“Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi esi , inowanikwa pakati pa ara na tii mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.”
from s