Used in other entries
“Mvura hobvu yakanaya nezuro yakasiya mbambaira dzafukunuka, dzikadyiwa namakudo.”
from -fukunuka“nhumbu Dumbu itsono hobvu yakasimba, inosoneswa nayo masaga.”
from dumbu“Chiva rudzi rwenyoka hobvu, ine musoro wakapamhama, isina hasha zvakanyanya asi iine uturu hwakasimba.”
from chiva“Ketani icheni hobvu inoshandiswa kukweva geja pakurima, inogadzirwa nokubatanidza zvisimbi zvakakochekerana.”
from ketani“Nati isimbi hobvu ine buri pakati, inoshandiswa pakubatanidza dzimwe simbi.”
from nati