Kuti teshe kumera zvokuzadza nzvimbo yose. Kuti teshe kungogara pasi, munhu asina kana basa raari kuita. Kuti teshe kugara pasi zvisina hanya kuti pakachena here kana kuti kwete.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.