DuraMazwi
Browse Words
Words

-teta

Shona Definition

Ku teta kuratidza kuzeza kuita zvinhu zvinokutyisa kana kuti zvinokurwadza. Vamwe vanhu vanoteta kufamba kune mhindo. Vanhu vazhinji vanoteta kubayiwa jekiseni. -bweza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.