DuraMazwi
Browse Words
Words

tenenga

Shona Definition

Kuti tenenga kumira munhu akatambanudzira maoko ose kumativi. Kuti tenenge kureba kunenge kwakaita gomo kana muti, kudarika zvinhu zvose munharaunda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.