Browse Words
Shona Definition
Ku tengesa kupa zvinhu kuvanhu iwe uchipihwa mari, kana mumwe muripo unokosha zvakafanana nezvawavapa. Ku tengesa kutaurira mumwe munhu kuvavengi vake, kuti abatwe kana kuti aurayiwe.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.