Ku tandara kuvaraidza nguva nokutaurirana nyaya nenyambo, zvinoitwa kazhinji kana vanhu vapedza kudya kwamauro. Mbuya vanotandara navazukuru muchirimo, vachivaudza nyaya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.