DuraMazwi
Browse Words
Words

-tanga

Shona Definition

Ku tanga kuvamba kuita chimwe chinhu, kana kungovambawo kwacho choga. Chii chakatanga kuvapo huku kana zai? Ku tanga munhu kumugumbura nemashoko, kana kuita zvinotsamwisa iye asina zvaakukanganisira. Kana watanga dzivo, ona kuti waritonhodza. -denha, - vamba, -svosva .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.