Used in other entries
“Chiteyo iwaya kana tambo ine chishwe inoshandiswa kubata mhuka dzomusango.”
from chiteyo“Tambo yakati dembe inenge yakadzikira nechepakati payo nokuda kokuti inenge isina kukakatwa.”
from dembe“Kana tambo ya dembera inenge yave nokudzikira pakati kusingaenderani nokumicheto kwayo.”
from -dembera“Ku katanura kusunungura shinda kana tambo kana cheni kana chimwewo chinhu chinenge chakasungana-sungana.”
from -katanura“Kana uchi kocheka tambo pan'ombe unenge wakaiita denderedzwa, uchiisimudza kuti upinze nyanga dzemombe yauri kuda kusunga mukati, wozodhonza.”
from -kocheka“Kana tambo ika gwibuka inenge yadimbuka kuita zvidimbu zviviri.”
from -gwibuka