Ku takatira kuswera zuva rose munhu achiita basa rimwe chete. Ku takatira kuchema kunoita mwana asinganyarari, achiita sokunge izwi richatsvetera.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.