Ku takunya kurasira chinhu chinonyangadza kwakadaro, nechimuti kana negumbo. Mai vakatakunya nechimuti chikiti chakanga chafira pasi pebakwa. -tanyangudza .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.