Used in other entries
“Unoti dhiri-i kana uchiganyira n'ombe dzakasungwa kuti dzidzokere sure zvishoma.”
from dhiri-i“Kana waka dedema unenge wakamira wakarerekera musoro wako sure.”
from -dedema“Dzwana izuva rechipiri tichidzokera sure pamazuva anenge atodarika.”
from dzwana“Urwu rudzi rwebhasikoro raunokwanisa kutenderedza cheni uchichovhera sure, asi iro rakamira kana kuti richitofamba kuenda mberi.”
from firiwiri“Ku gadaidza kuita kuti munhu afambe zvine simba, akarerekera musoro sure.”
from -gadaidza“Kuti gadaga kurembedza musoro sure, sezvinoita mwana akavata akaberekwa.”
from gadaga