Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti gadaga kurembedza musoro sure, sezvinoita mwana akavata akaberekwa. ragu ragu .
English Translation
Describes letting the head hang backwards, as a child does when it falls asleep while being carried on the back. Compare ragu ragu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti gadaga gadaga kufamba zvinoita kuti vanhu vakutarise vachikuyeva.”
from gadaga gadaga“Kuti gadaga gadaga kufamba zvinoita kuti vanhu vakutarise vachikuyeva.”
from gadaga narlana