Used in other entries
“Kana uchi da chimwe chinhu unenge uchinzwa shungu kuti uve nacho kana kuti uve pedyo nacho.”
from -da“Kana munhu aka dunduvira anenge akazara hasha kana shungu.”
from -dunduvira“shungu”
from gwinyiro“Kana munhu aka shatirwa anenge ane shungu uye anenge achida ruenzaniso.”
from -shatirwa“Chirwadzo kudzimbikana kwenyama dzomuviri kana kuti shungu dziri pamwoyo.”
from chirwadzo“Ku podza munhu kumunyaradza kana awirwa nematambudziko, kana kuti kumuita kuti shungu dzake dziserere.”
from -podza