DuraMazwi
Browse Words
Words

shanya

Shona Definition

Kana munhu akati shanya , anenge akarara zvinoratidza kuneta kana kurwadziwa. Kuti shanya kudonha kwechinhu chisingakwanisi kumira choga. Kuti shanya kupidiguka-pidiguka kwemunhu kana mhuka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries