Kana munhu achinzi ano shanja , anenge aine misikanzwa yakanyanya. Handidi kuswera nemwana wenyu nokuti anoshanja kwazvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.