Browse Tsumo
Shona Definition
Munhurume haafaniri kudemba nezvenyama nokuti ndiye anoziva nzira yaangaiwana nayo. Kana oda nyama anofanira kuenda kundovhima sezvo uhombarume chete ndihwo hungapedza nhomba yake. Kuti munhu ave mhizha pane rimwe basa, kunge achigona kusevenzesa zvombo zvebasa racho.
English Translation
A young man's skill shows itself in how he handles an axe. Rather than sit and complain when he lacks something, a man should make himself competent with the tools of a trade so he can provide for himself.
Cultural Context
“It reflects the old expectation that every young Shona man would aim to become a capable hunter and craftsman.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Nhomba yavarume iri pashori youtaA man's hunger for meat is settled at the aiming point of his bow.