DuraMazwi
Browse Words
Words

-sesedza

Shona Definition

Ku sesedza kubatsira munhu asingagoni kunyatsofamba, kuti afambe achiita zvishoma zvishoma. Ndakasesedza mwana airwara. Ku sesedza mudiwa wako kufamba naye zvishoma nezvishoma, muchikurukura. Kana uchi sesedza bhasikoro unenge uchirifambisa riri parutivi pako, usingarichovhi. -senenedza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.