DuraMazwi
Browse Words
Words

-setsa

Shona Definition

Ku setsa kuita kana kutaura zvinhu zvinoita kuti vanhu vaseke.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.