Used in other entries
“Dhunduru ivhu rakaumbidzirwa, panodzvarwa mbeu dzakaita sembambaira.”
from dhunduru“Ku mhedura kuita kuti zvinhu zvakaita sembambaira kana penzura zvityoke kubva pane chikuru chacho.”
from -mhedura“Kuti pipfu kugura chinhu chakaita sembambaira uchishandisa badza, piki kana banga.”
from pipfu“Dhumbe chirimwa chinoberekera pasi chakada kuita sembambaira.”
from dhumbe“Ku babandura kutsenga zvinhu zvakaomarara zvakaita sembambaira mbishi.”
from -babandura“Kuti mwepfu kudambura chinhu chakaita sembambaira kana nhanga rakabikwa.”
from mwepfu