DuraMazwi
Browse Words
Words

-mhedura

Shona Definition

Ku mhedura kuita kuti zvinhu zvakaita sembambaira kana penzura zvityoke kubva pane chikuru chacho.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.