Used in other entries
“Kurosikirwa nechinhu chaimbenge chiri chako kunorwadza mwoyo samare.”
from Chandaidya nomuromo chava chokutarira nameso.“Munhu kana wawana chinhu chinokubatsira wakafanira kuchingwarira samare.”
from Chawawana batisa mudzimu haupi kaviri.“Vanhu vasati vambowana zvinhu zvakanaka, pavanozviwanira, vanozvingwarira samare.”
from Kuwana imbwa kwavadiki vanodzisunga miswe, hunzi kudzisunga muhuro dzinofa.