DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Chawawana batisa mudzimu haupi kaviri.

Shona Definition

Munhu kana wawana chinhu chinokubatsira wakafanira kuchingwarira samare. nokuti kana chikakupfuura hauchiwani zvakare.

English Translation

When you find something that helps you, you should guard it carefully, because if it passes you by, you won't find it again.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.