Browse Words
Shona Definition
Kuti ndo-o kusviba kweganda kana chimwe chinhu kwakanyanya. Musikana uya wekushandisa mishonga yekutsvukisa ganda makore aya mazuvaano asviba kuti ndo-o. Kuti ndo-o kunyura kana kuparara kwechinhu. Saka wati hembe yangu yongorova zvayo kuti ndo-o here?
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.